Zimbabwe News and Internet Radio

Dubai based socialite home sick

By Adoration Bizure

Dubai based socialite and businesswoman Memory Mukwaira who has been in Dubai for the past year says she is home sick.

The 26-year-old entrepreneur who owns Four Weather men’s wear shops revealed that despite living a lavish life in Dubai she misses Zimbabwe.

“I am here in Dubai and I came a year ago to pursue my business interests as well as work.

“I am excited that I am making progress in as far as my finances are concerned but the honest truth is I am now home sick.

“I miss everything about my country, the food, the weather, our interaction and above all I miss my family.

“I came here a year ago and since then I never got the chance to come back home because of my busy schedule here, and it hasn’t been hard for me,” she said.

Despite being away from her husband for that long, Memory said she is happy that their marriage is still strong.

“Many marriages have been negatively affected because of long distances between partners but that has not been my case with my hubby.

“We haven’t seen each for a year now but what’s exciting is that we still love each other. Actually the distance between us has renewed our love and it has made it stronger.

“I am also excited that he is now coming here to Dubai this month, the experience will be like a honeymoon for us,” she said. H-Metro

  • Kkkk iweNehanda so,is tht news to the nation or what?

  • Ndokumbirawo changer yetsono

  • So what?

  • this just bushit .so whats story

  • Saka tiite sei isu?

  • Is that newsworth

  • Ayaas ,news nhai

  • Is that our baby to nurse

  • Aah

  • Nxaaaa kushaya nyaya

  • Nehanda Radio ka ndoNews here idzi kkkkk

  • What are u saying Mbuya Nehanda kanti?

  • Next……

  • Kkkkkkkk

  • And this is news worth reporting? 🤔🤔

  • Zvechi mbuya nehanda ndazvibudira hangu.madofo chaiwo

  • Saka akadzoka anofa here

  • Vana vadiki dznenge pwere sure. Zvinebasa rei

  • Is this worth news?

  • Real madness at its worst

  • News because 👂???? FF

  • better give us cooking recipes if you dont have news

  • Stop this nonsense ndochii ichocho ndonhau idzodzo not news

  • Kkkkk its not news we all home sick,home is best

  • Nonsense what do we benefit from this Nehanda????

  • Oh thank you for this news. Ndandichitoshaya hope dzichauya sei.

  • Ko kungorega henyu kuposter kana Mashaya nyaya

  • So what!!!

  • So what?? Ndaadzokere kumba kwacho zve

  • Guys u want a newspaper to just have politics front to back , there has to be sections kuti political , sports entertainment, opinions etc, ukaona article yausingade just scroll through someone might like it

    • Come on be serious man

    • Whats there to be serious about , thats why pane headline if u see kuti its not yo cup of tea leave it and read something else

  • Dzoka kaaa warambidzwa

  • Indie Lin Dah Lynn Mazvie Mai Gunn mozonditi Admin vane favour….Vamwe vari kunyora pa girlfriends avo pama headline wani??

    • Ko kune airport haakuzive here yuwiii 🙌 🙌 🙈

    • Apa we dont even know who the fuck she is….

    • Haiwawo nehanda yakushaiwa nyaya manje

    • Nhai hako shez a nobody and 1 year yake yashamisirei

    • Some bullshit news there…

    • Vanoziva kuti data rodhura here nxaa

    • Kudubai koshuoa kuenda here zviya ?

    • Some real fuckery there 🙄🙄🙄🙄

    • Ko kuzoita headline😂😂😂

    • Lin Dah ndibvunzirewo….ngaatibvire …titori nemabhururu edu ariko ku Dubai ari kutoita zvine musoro…hosting yacht parties and all…havasi kunyorwa sei..pozonyorwa mbuya avo vakatokundwa gogo vangu kunaka

    • I think she paid to be on the front cover 😂😂😂😂😂

    • Nhandi zvako brian pamwe varikuda kutiudza iye nemurume varipazhara

    • Iwe vanhu hobho vane mayears varikudubai uko iye akaenda nezuro unpu akutoshamisira….munhu anebusiness riri so well chikumutadzisa kuenda kumba nekudzoka chii

    • Kandisvota zvekuti ndakutonzwa kuda kurutsa nxaaaa

    • Gore dhau uchizviti unemari oadubai apa murume achitadza kuuya iyewo achitadza kuinda kuzim mmmh tichanzwa nyaya chaiyo soon

    • Kana akabhadhara she needs to sit down…she doesn’t have the face to support what she claims to be…Have u seen the dress???

    • Lynn Mazvie Ndoro Chihera ndofunga havasi kuona nzira yeku airport nawo ma sandstorm eko 😂😂😂😂😂

    • Ko kagogo kakapfekwa ndatomunyarira ini anenge arikunyeperwa

    • Drez iro haripfekwe nemunhu anebag padubai kwete ndaramba 😂😂😂

    • Ndaakuda kuziva wake murume hangu😂😂😂

    • Kana weave iyo haisi weave yemunhu ane business

    • Indie Banda kabenzi ako handifunge katombori kuDubai karikutsvaga mbiri

    • Ndaakumbonomugugula hama 😂😂😂

    • Brian Derick u hve been buying expensive weaves fr them girls wakuziya quality yemari kaaa😂😂😂😂

    • Hanzi ane shop ka paye 😂😂😂ini shop iyi handiiziye….anoda marketing iri strong 😂😂 ngaatitore zvedu isu tinofitwa timboita modelling ikoko zvifaye 😂😂😂

  • pane ari kuda coffee here cos ndaakutobuda kunotenga

  • You call this news admin????

  • Memory Miemie Mwaramba-Mukwaira kkkkkk lol

  • That’s not news

  • Get well soon Memo

  • Akadzingwa here kumusha

  • Saka

  • Hure rako ngaritsvake dzimwe means dzekuda kuzikanwa ne zim, vana Eriza nana Bev takavaziva nekutamba vasati vatombobuda pa newspaper plz

  • Fuck your silly news nxaa…

  • Ana Mukwaira munoswero enda kunana Dubai kure kwose uko makutinyaudzisa manje nana Nehanda makashaya zvekuita here kuMasvingo kumusha kwenyu kwamunobva

  • Kana neniwo saka chitopostawo nezvangu

  • How did she go,she can still use the same route to come back, but she never told us when she left fo Dubai.

  • We haven’t seen each for a year now but what’s exciting is that we still love each other. Actually the distance between us has renewed our love and it has made it stronger. Come back and tell us what happened after wards.

  • Of the about 4 million Zimbabweans living in the diaspora, Nehanda, you will realise hundreds of them are homesick at any given time. Writing about them all will give you no time for anything else

  • Tinashe Franciscah Dongo

  • Nehanda radio a bootliking station pwaaaaaaaaatiiiii

  • So what???

  • Scroll scroll kuitasei iwe tisanyorerwa tunyaya twusina misori wese

  • Sorry l might be confused but is it complicated to get a Dubai visa or your travel agent can do it for you when you purchase a ticket to that destination,,, cant help wondering why it has taken this lovely husband to visit his successful wife in this Oasis?

  • uko hakubvumidzwe chihure they will hang you..come back…haukwirise zvekumhanya uko

  • Sister come backhome amugabe vakaenda last year kana varivo vamakatiza mkana wekuvhura mabhizimisi uripo hya tionere pamwe zimbabwe yedu neunyanzvi hwamakaitawo kudubai

  • aaah mukwane baba/mai imwi

  • Lance Guma kupererwa kunyora mahubwe akadai…..nehanda hve gone to the dog’s!!!!

  • She can come bk

  • MUSATANYOKO wake

  • Radio Nehanda ita mushe. Imbotora break😂😂😂😂😂

  • Ane murume here

  • Muchati Bhuu

    What bulls..t is this?

  • Prophet Dean Eric Khumalo

    kaneta neku bhaudhwer nema chawa ma rabaz ane ma blaamb azere spice ino bovora macondom kavve kufunga kunyika kwangwena manje

  • Mundambeli

    And???? Is this news?

    • AMHANDARA KA UYU

      Haa kuno damburanwa kkkkkk 1 year no **********

  • PanAfricanist

    Hanzi, ““Many marriages have been negatively affected because of long distances between partners but that has not been my case with my hubby.” Is she trying to make herself feel better or she is actually trying to convince us.

  • Chikiti

    1 year only !, Is this not a mockery to those who are stuck in the diaspora for 15 yrs

    • Naah

      Ngavayende kumba….or leave that country.

      Kuvavarira dzipi ?

      Kunze kunoda munhu achirikundzwa. Over 40?? , naah , not good kana kuri kuchando.

      The reason why munhu achikwanisa 15yrs asina mapepa is coz urikuhura to make ends meet , hakuna chemahara mu diaspora.

  • Uneproblem.

    Zwana phela mysi , there is a problem either in your marriage or in your mind.

    Kamba uyobona udokotela.

    Long distance is only good for inmates.