Zimbabwe News and Internet Radio

Court halves Sulu’s maintenance fees

By Tendai Rupapa 

A Harare court yesterday halved to $400 the monthly maintenance fees paid by Orchestra Dendera Kings leader Sulumani Chimbetu towards the upkeep of two minors he sired with Marygold Mutemasango.

Orchestra Dendera Kings leader Sulumani Chimbetu’ and ex-wife Marygold Mutemasango
Orchestra Dendera Kings leader Sulumani Chimbetu’ and ex-wife Marygold Mutemasango

Through his lawyer Mr Arshiel Mugiya of Mugiya and Macharaga Law Chambers, Chimbetu successfully applied for the reduction of his contribution citing economic hardships and changed circumstances.

In his application, Chimbetu said the $800 he was paying was exorbitant and unsustainable, while, on the other hand, Mutemasango was saying her estranged husband had the capacity to pay.

After hearing submissions from both parties, magistrate Mr Lazini Ncube concurred with Chimbetu and reduced the amount to $400.

“It is not a secret that the economic situation in Zimbabwe is on a downward spiral, yet the business that the applicant survives on derives directly from the public. Other companies are also struggling and are closing, this shows that the economic situation is bad,” he said.

“Even though the applicant did not provide a solid basis as to how much he earns every month, the court will take what he said under oath and accepts that he earns $1 200 a month, therefore considering all the factors, the application for downwards variation is granted.”

In his application, Sulu as Chimbetu is affectionately known, submitted that he was failing to make ends meet.

“The reason why I have pointed out my actual earnings is that the respondent seems to labour under an understanding that my income is unlimited and that I am literally swimming in gold.

In her mind, when she notices a number of people at the shows, she thinks that whatever is receipted directly finds its way into my pockets without any deductions or expenses involved,” he said.

He said people were no longer attending shows in their numbers as they used to in the past and he was now holding less shows owing to economic hardships.

Chimbetu said international shows were now hard to come by, a factor that has eroded their earnings as musicians. Chimbetu also pointed out piracy as a major blow to their earnings. He further added that he does not get income from some of his roles as brand ambassador.

Sulu also submitted that his wife used to help him in paying other bills, but now that she lost her job in August this year, the burden now solely lies on him. The Herald

  • vakadzi ndawadzidze kuzvishandirawo mxm vana newe ndewako awa

  • Hashuwa vana vainge vatove ma cash cows ekutora mari

  • Varume dzidzai kuchengeta vana musati maenerwa kum courts kana garai musina vans vacho

    • vakadzi dzidzai kupa vana kunana baba vavo vazvichengetera kana muine shungu nevana moendesa maintenance yacho kuna baba vaine vana

    • Utu mkadzi haazive zvaanotaura, munodii kuunza vana vacho mobhadhara maintenance yacho

    • Kusweroitira maceleb vana uchiteya maintenance hezvo yadamburwa wodii

  • Its still too much $120-00 will do

    • Thot so too

    • $120 will do kunewe wanga asina mari uyo ane mari dzake $400 inotorishoma kwaari aitombobvisa & 800$ wani

    • Xavier Masara asi vanenge vachipihwa makiresh ehuku anoita 36 dolas.

    • Unopenga

    • Unoziva kuti anovana marii nekuimba here

    • #Mello haisi nyaya yekukaurisa murume yakawandisa mari iyoyo vangani vanoiwana mudzimba but vana varikutorarama bho chaizvvo ,,kuda mari kwemahure iko

    • Chero ari pahuya uhodhe haawani yakadero chero vekanzuru vanoclamper kkkkk

    • Xavier Masara Ehee and its not just about singing he also has running businesses.

    • $400 for 2 children is reasonable he is a high earner

    • Its so sad that most women are abusing this maintenance thing. It only applies to where a parent is not giving material support to his or her kids. Unfortunately, these lazy women are also taking it as a source of income

  • This is good

  • why? 400 for two kis from someone who pockets more than 500 a day? not fair

    • who told u that

    • Taura hako, its very infair kkkk Vana vorarama kaupenyu ke kiya kiya baba vachita live large hazvinakidze bodo.

    • And moreover when they set the initial amount what were they considering how did they come up with that figure chazochinja nhasi. Confused courts.

    • $500 a day?

    • Earning a lot doesn’t mean haana zvimwe zvekuiitisa mari yacho.maybe ndiye bread winner.maybe he has deposited a private jet.anything is possible

    • That’s true earning a lot does not mean wawana pekupfumira .

    • Pamonth $400 mwana anoiitisei.most of the things hazviitwe on a monthly basis.mai vanotosara nechange hobho ipapa

    • even $100 will do .these gold diggers shld learn to look aftr their own families. Sulu will by clothes and staff for his children and not to sponser these money mongers

    • Mabodza Zoro Everest Zvoda kumboita kuudzwa munhu here zviri pachena izvo

    • Angel Godwina Vhanda And she z not taking that whole amount he can still do lots of things but not at the expense of his children’s comfort

    • Hanzi Zimama iro rine shagi yaro .

    • Mashows ave mashomaka or u work for him.at a certain business

    • Zviri bhoo. Ndokuti vabate vana vevanhu bhoo

    • Angel Godwina maintenance is calculated on total income basis, not on disposable income

  • Mari ndiyo problem..its better kutanga waita mari usaty wawana coz ukazoita mari uine mkadzi unuzoona vanonzi vakadzi wozoona sekuty mkadzi wako mafunnies….400 ishoma

    • Warevesa munyika muna mazvazvazva,mbama,haikona zvandaona kuBotswana mwana wamdara
      Ganda ravo manjenjenje
      Vafana ngavatore nguva yavo vozoroora

    • True

    • KuBotswana kwacho but vese mahure kunze kwemasarwa vatombori nani

  • saka imwe $400 yaendepi,chiwenga hero basa

  • Vana havasi vemurume ega,zvinotora vanhu vaviri kugadzira mwana. Matare anofanirwa kupaona ipapo handiti makati 50 50 takaenzana saka mari ndatisangane pakati

    • 50 : 50 kugezesa nekubikira futi here .he must look after his children kwete kungomwaya vana usingachengete .

    • These days varume tiri kubisa vana ma diaper Modesta. Hakuna iyoyo vana ndevedu tose arikumwaya vana mumhepo here

    • Kkkkkkkk ndazoseka

  • Heya heya kkkkk

  • Ahhh vana 2, 400usd chete??

  • Better

  • kana mukadzi achitu ishoma ngaape baba vana vacho vachengete vegs. is it about the children or money.

  • Mukadzi ari normal cant go for maintenance anoshandira vana vake kujairirazvakapfava kunge honye …wanazvekuita ko murume akafa ndopaunotanga kuhura ipapo nenyaya yekugarira maoko

    • Washaya baba benzii.

    • zvakakumerawo Beaven dai wakarerwa nesingle parent waisadaro

    • Chero mkadzi anoshanda can claim maintanance cz varume u a irresponsible,its our responsibility both as parents to look after our kids saka kana murume akaoma musoro kutomuendera ku maintanance tobatsiranaa

    • kana baba vevana vasingashande yes u can work for yo kids but vanhu vakaita sana sulu they deserve that nkt vane zvavanoita zvinovapa mari.. and point of correction Honye mrume anoda kuchengeterwa vana nemkadzi iye arimupenyu

    • Murume ngaachengete ropa rake

    • Maggie a u a spokesperson wevarume say my husband , father and brothers a irresponsible don’t talk on my behalf

    • Who knows kuti ndeva sulu besides that vakadzi you have a tendency of going kucourt uchida kufixer mostly because of your bitterness are you telling me kuti sulu aisambobisa kana cent before …mkadzi akasvotwa nekuti sulu achatireyi saka to tarnish his image she opted for maintenence bt mari aitopiwa imagine 800 nelife yemuzimbabwe its totally daylight robbery kuita vana tese haisi mhosva above all isu tirikungo hakira bt the 2 vanoziva the reason behind their devorce kuti what went wrong

    • Kuona woenderwa kumaintenance it means uribaba mboko isingade vana vayo
      Chengeta vana vako
      Its their right kuchengetwa nemubereki

    • Kana iri both responsible Vakadzi matadza nei kutaura nebaba vevana sevanhu vakuru pane kuendesana ku maintanance apa unoendesa murume ku maintanance womurambidza kuwona vana vake , gateaway Vakadzi muno rotomoka basa rekuzvara vana muchiti muchengetwe neMurume kana kuti ndikamuyitira mwana handisiye manjayira kuda zvakapfava kunge honye apa mari hayiende kumwana munenge makunotenga mawig nemabrazilian hair kuvhara iro gotsi risina vhudzi hayiwawo tibvirei kumhepo

    • Sulu snopiwa mkana to prove whether aisupporter vana
      Reciepts dzezvaaitenga ,evn school fees ,bank transfers to wifey etc
      Kuona abatwa mucourt it means he was not supporting his kids

    • Mai Tadi ,meaning to say vakadzi ndidzo dzisiri mboko here.

    • Anotanga kuchengeta chikomba nemari iyoyo imagine 800 dollars paye yemateacher maviri apa uri grade 7 ..you just want to fix next time its going to be revised downwards again to 200 achamarukwa magodi remember kuitisana vana haisi mhosva imba inenge yatadza kumira nekuda kwezvikonzero zvakasiyana siyana be it mweya yemadzinza pamwe ndiye anezimbuya riripaari risingade imba mofunga sulu akapusa muchamunzwa obowa mukadzi iyeye shanda yako

    • Ehe akasashaindisa zvisizvo Sullu is allowed kudzokera kucourt aine proof yekutambiswa kurikuitwa mari
      Example anigona kuenda kuschool kwemwana kunoona kuti akabhadhara here etc

    • Kucourt is the best way bcz chasungwamo its a must do where as maKangaroo court emudzimba Sulu aisamarespecter

    • Vajaira mahure aya dhemeti, ini wangu ndipe ndochengeta kana asingadi navo fine chengeta vachauya havo vega or tosvitsana kumapena

    • Murume ari normal anochengeta mhuri yake, haamirire kuenderwa kumatare e maintenance

    • Get away iwe munodah kungozvarisa vana chete

    • most men are irresponsible ,ndosaka vachimhangarirwa ,ukaziva kuti kunzi baba kureva kuchengeta vana kwete kuita sperm donor nyika inganake,manje vazhinji havazvizivi chero waasangana naye atovhura zipi unofa uchibhadhara maintanance,mszvokuda mavanga enyora

    • Guys its not about about what u are all saying ,varume you have a big problem ,sulu when he wasn’t singing as in a mari he was with this wife of his now that anemari he dumps him looking for more classic one but vanenge vakabva vese mu one room,was blind when he married him asingashande?why should you blame her ,sulu angaatoriwo bharanzi so don’t try to blame this lady ,mybe if you here her view you feel pity ,pliz stop judging her.

    • ndosaka tichikurudzira vaimbi kt vasaroore vnhu vavanosangana navo kumagitare…..ndohunhu hwavo cz vanenge vakakudira mari yaunenge unayo. kana yazopera havazonzwisise mnje

    • Iwe Gertrude usanyepere vanhu sulu aishanda Ku air force asati atanga zvekuimba

    • Mahure

    • Monyengerei mahure
      Rikaita mwana newe munenge muri pfambi mbiri dzasangana
      Saka chenget mwana wehure coz you are also a big hure

    • hure ndiwe hombe racho

    • Seriously??

  • $55-00 angithi ulechikomba futhi

  • Better. No to Marygold gold digging

  • Butchery

  • Dzimwe mboro dzenyu zvadzomirira so kkk,ndandatoshaya kuti murume ndeupi kkkkk

    • Thanks 🙏 for sharp analysis,that woman = to fat 🐷

    • Kkkkkk isu trikuti maceleb ndovanonyenga masiponono munhu arikutoita hake sodom negweja kwaaaa

    • Kkkkkkk haya hanzi sodom negweja kkkkkkk chandipedza

  • Id rather die than pay 400 for that?

    • kkkkk U go die bro gara wasiyana nazvo if u don wanna die of dat. Kwete kuda kuhwina kwese. Zip up.

  • Basa rinoitwa nevakadzi rakawandusa kuti mwana akure kubikira, kuwachira, kugezesa vana iye murume achienjoya hake nxaaaaa 400 inoshoma 50 50 kudii murume akambobikira vana izvezvi kana kuroora akange asina nxaaaaa shame in you varume vasingadi kuchengeta vana

  • Mari iyoyo haidyiwe nevana ,vakadzi vanototenga mafuta kuti vatsvukire. vazonobaisa zvakanaka nemari iyoyo.

  • MarryGolddigger

    • Iye akadhigwa aripi Sulu wacho? Mari mu account apa nxaa!

  • $400 kuchengeta two kids chete,vanhu muma companies varikupihwa $250 per month but vachirarama nemhuri wani nxaa

    • $400 per child papa

    • @james ndezveikokokuma company iyi haisi company ndibaba vanowana zvakati mbii vari kufanirwa kuchengeta vana vavo.

    • yakawanda mari iyo

  • Ndoo, heyaaa heyaaa yacho here Sulu

  • Mukaka

  • Thank God for brother

  • Civil servant at home kkkkkkkkk

    • Why not kana kune mabhazanzi anongomwaya vana nenyika yose. Let him pay mxm!!

    • Zvino zvayadamburwa

  • Unenge uchiti ndiroworewo akashata kuda ndiye akadzikama haaa vakadzi vanongonetsa honai kuna sulu kkkkk

  • Kkkkk

  • The prblm people doesn’t know kwakatangira nyaya this Sulu was paying 400 kubva kare bt this women anga asingadi kut Sulu aite move on apa anzi anotaurisa too bad so to fix Sulu she went to court kut mari iwedzegwe zvikaramba then she went again to court by then the judge was a women tht judge akati 800 jus kubatira Sulu tht was too much guys kumukadzi anofunga yu must work hard also for yo kids not to wait for mantainance, this women was enjoying life is hard kuZim isu tinavo vana nemaX hatina kumboendesana kuCourt just bcz she understand we agreed to leave our diffrences nd concentrateon kids nd give her certain amountnd she’s happy bt vamwe vakadzi thinks kty kumufixer ndokugona nd distroying future yevana

    • Yes but Sulu wanted to pay only $150 and still the judge made him to pay $400 which is the amount he didn’t want. Before that Sulu wasn’t taking care of vana vake which caused the woman to go ku court. Chengetai vana venyu kwete kuda kuchengeta vana vemajoki rako ropa uchisiya.

    • 150 is a lot lets be fare guys vanhu varikutambira marii pamwedzi

    • Its better for couples to try and sort out their problems and only go to court as a last resort

    • Gift – the money is too much for you who can’t afford it. Don’t judge this case based on your salary. Sulu can afford that amount of money hence the judge made him to pay according to what he earns. Vana Sulu vanowana ma $500 – 1000+ per show.

    • Ishoma 400,Ndiani acharoora munhu waakamitisa,its a lesson kuvanhu vanongotambisa vana vevamwe,dai yagara pa 8 ipapo

    • Itori shoma hanty vana sulu vanozviita vane mari here

    • Anofamba chizvara pese pese ngaachengete vana vake full stop next timeunoziva pekugumira iye munhu ukaona aakuendesa munhu kucourt anenge anetsa

    • Vakadzi vazhinji vanongoda kuchengetwa vakagara $400 z too much for two children, given the chance yekuti he don’t abandon the kids he takes them out buys them stuff,n he z a caring Dad.ye maintenance ndeye kuti sezvo vachigara na Amai vavo.
      Women should learn to be productive rather than thinking kuti their gender z a source of income

    • Antony hapana Sulu was looking after his kids from the word go bt the X is a hard nut to crack aishusha murume when he left her she was fighting like hell ask people who know the story Sulu is agood man he supports his kids

  • That’s what ugly woman does bcoz she knows from Sulu no1 wll ever propose her….and shx lazy, ,,she thnks its a way of fixing Sulu slut

  • great

  • Type dzaana Marygold ndedziya dzine kamentality kechibitch-bitch , how come unoti munhu abhadhare $800 mukore uno? Ibitterness chete yaakashandisha apa naiye mutongi wacho aiapprover that figure haana kukwana nxaaaaaah! 800bucks + yaanopiwawo nezvikomba koo iyewo haashandie? Tseki wake ,now 400$ , unofanigwa kuidzikisa futi, ko iye Sulu haana mai here?

  • Sulu ndeupi, ko Marygold wacho thanks kune vachabatsira

  • Teacher ‘s pay akagara hake kumba. Ndiko kunonzi kugona kusarudza varume vekuzvariswa navo uku.

  • Ndimi kaaa maiti kunaka pachiso hakusi kunaka pamoyo.
    Havo vakanyangara vacho varikuitei

  • Kkkkkk chabata kuvarume eishhhhh

  • Ncaaaa ngaa chengete vana vake uyo sulu muchimujaidza

  • Vanhu munongotaura zvisina basa 400 ishoma coz Mari ndiyo yakumuvava ngaabvise panguva yaaiva asina Mari akadiii kugara aramba mkadzi wacho nhasi ave ne tu cash twaari kuona setwawanda akaramba mkadzi achida vaanoona kuma band ndiwo mubairo zingizi gonyera pamwe

  • Can someone tell Sulumani to remove that crap he always puts in his ear everywhere he goes in all pics and even as he kissed his new wife at his wedding he had that shit in his ear.

  • Totenda vedare ava

  • Slash by a further $100 to $300 monthly

  • Pay mfana. Nyaya yako yekuda kuzviidza nyoka iyi- kutema pausingagoni kumedza!

  • MY PROBLEM NDEYEHANZVADZI DZEDU DZAKAFA PFUNGWA KUMHANYIRA MACELEBRITY KWAKUVAITIRA VANA SEMAKONZO KUTI UNGONZI MUKADZI WASULU.Hauzive there are many side chicks dzaanadzo.Dzikamai now hamuchadi kushanda wakuda kutambira kunge civil servant urikumba using yourself as an old blunt tool to syphon money in form of maintenance. Akafa nhasi wodii??ED said work no time to sit uchida kudya zvemahara.Ipa baba vana vake tione ukararama kunze kwekuenda kubhawa.kunyepera vana uko.

    Proverbs 14:1 Every wise woman buideth her house:but the foolish plucketh it down with her hands.

    • Whatever the circumstances Sulu is the father of those kids and he has the responsibility to look after them. Saka kana hanzvadzi dzako dzkafa pfungwa vese na Sulu wacho vakafa pfungwa coz anongonhumburisa pese pese opedza ochema chema fty.

    • Mutemo wakatoona kuti murume hapihwi vana vane zera iroro kuti achengete unless….. coz zvakatoonekwa kuti varume vazhinji vakaita semi vanongovukura nekuchemachema denying their responsibility havatogone nekuchengeta vana kwacho.

    • U cant win on both sides NEVER!! Mari ngaiuye apa.

    • Kunochemera mari kuCourt zvarwadza ka nekuti basa rekuita hapana.We got women vanoshanda zvekurera vana asinganyengereri kusvika pakuzara mumanews paper

  • $400/month, is still too much!! l wonder where this Sulu guy is getting the money from, considering that he has the other family to look after!!

  • Ibasa remahure asina kudzidza

  • Zigadzi racho. Ummmm

  • Siyana nezvitikidhima sulu shaaa

  • mukadzi wachowo futii

  • Achimboitei let him pay even $900 hugamba hausi pamberi asi mukurwa hondo

  • Ne we sul uchinyanya cant you see that you wete in a pig stale ,kutorana ne a glutton like that what were you thinking zbinongooneka kuti iyo inguruve tyoe chaiyo even kana kukwengesa chaiko handingamurambire maidyamakawanda apo

  • Marygold chakamama kkkkkkk

  • apa mukadzi wacho ngaashate kuita kunge war vet kudai

  • Sulu dzidza kuchengeta vana vako zvese ne chinhu chako kana une nharo bvunza macheso

  • $400 yakatowandisa, chii chavanodya chinoda mari yese iyoyo, kuchikoro vanoenda netsoka saka 4 waya yeyi, anoda kudya neboyfriend yake ndazvibata.

  • Hanzi Marygold kkkkkkk goridhe isimbi yakanakisa ko iyo type yegoridhe inenge grenade sulu akaiwanep….kumitisa nezvinyaride zvose haaa rega arohwe mari…kuita zvivindi zvokupinda mumutanga wenjiri wakadaro haa sulu akapenga kkkkkk

    • Kkkkkkkkk pidigu dhii nekuseka zvangu hanzi type yegoridhe inenge Grenade

  • HOPE SULU HAASI KUNOPAMHA KAMWE KAMWANA ZVEKARE

  • Huma yangu handichaioni

  • thank you court for setting an example to these gold diggers who dont want to work for themselfs

  • Marygold

  • Ngaarovererwe

  • Marygoridhe pfeee paEpworth kunolodger,angaajaira kusimba nezvemahara kunge chigwiti nxaaa

  • MADE IN ZIMBABWE

    Sulu free from anal rape finally😝👊

  • MADE IN ZIMBABWE

    Plus that fat lump is ugly that’s why he replaced it

  • It’s still too much, go for further variation.

  • 800 anga akanyawo imari ye show ka iyo.

  • Stupid lady nxaaaa

  • Iro zita iro marrygold rofanirwa kutizwa pekutanga …now see the meaning

  • Better

  • i guess Grace Mugabe was behind the previous amount being paid by Sulu, i hate Grace lol

  • Benzi ramai

  • MARi inrchitema pavaidanana Sulu akange asati aita cash ikozvino mari yavepo mukadzi nevana cave kusemesa

  • Munhu ngaachengete vna vake, period

  • I wonder why nyaya dzemudzimba dzakafanana neidzi dzichingobuda pachena kudai dzinofanira kungoita private mhani tikadzinzwa tozodii nhai vanyori venhau munhu wese munyika atoziva nyaya dzevaviri zvozodiiiiiiii

  • Asi achangoibhadhara chete mutemo mutemo saka uriko. Kune vakadzi vanotoshanda nemaintanance yacho vachipihwa. Zvekushata kwaMarygold hazvinakabasa aitonakirwa napo sulu wacho.

  • Still $400 is too much for 2 kids. she is also their parent when sulu contributes $400 she should also contribute the same. He is only maintaining his children not the mother and her family. Women should not be greedy when it comes to maintenance money. Kana sulu achiita mari ndeyake not sharing naMari-gold