Zimbabwe News and Internet Radio

Chombo pleads with Mnangagwa

By Andrew Kunambura

Former Finance minister, Ignatius Chombo, wrote to President Emmerson Mnangagwa two days after he had been sworn into office offering to work for him in any capacity.

Former Zimbabwe finance minister Ignatius Chombo arrives at court to face corruption charges, in Harare, Zimbabwe, November 27, 2017. REUTERS/Philimon Bulawayo
Former Zimbabwe finance minister Ignatius Chombo arrives at court to face corruption charges, in Harare, Zimbabwe, November 27, 2017. REUTERS/Philimon Bulawayo

In a passionate congratulatory message to Mnangagwa, Chombo wrote from his hospital bed pledging he would be unwaveringly loyal to Mnangagwa in the same way he was to former president, Robert Mugabe, who was deposed last month.

“I saw your inauguration as the second executive President of the Republic of Zimbabwe with pride and contentment, especially after the goings on in the party and government during the last six weeks. I wish I could attend but I couldn’t because I am in hospital for some health problems that doctors are attending to. I missed all recently held meetings because I was away, learning some hard lessons,” Chombo wrote.

“I wish to heartily congratulate you for your elevation to the position of president of the Republic of Zimbabwe as well as first secretary of our beloved party Zanu PF. May God give you strength and guidance as you lead us into the future.

“You have all my full support and loyalty in equal measure as I served the former president, … Mugabe during his tenure in office.

“I am available to serve in any capacity that you deem fit. Once again, I wish you all the greatest good and may God bless you ever more,” he wrote.

Mnangagwa did not heed to Chombo’s adoring plea as he overlooked him in his Cabinet announced on Friday night.

He replaced Chombo with his long-time associate, Patrick Chinamasa.

Chombo, who was swept aside in a military intervention code-named Operation Restore Legacy, is currently languishing in remand prison after being arrested on several counts of corruption and criminal abuse of office.

He recently appeared at the Harare Magistrates’ Courts where he was denied bail.

He has since appealed against the denial of bail at the High Court where the bail application will be heard on Wednesday.

Chombo was also kicked out of Zanu PF for aligning with the vanquished Generation 40 (G40) faction, which had been fighting to forestall Mnangagwa’s rise to the highest office in the land.

He also lost his lofty secretary for Zanu PF administration position and his Zvimba North National Assembly seat following his recall from Parliament.Daily News

  • Uda kuba futi nxaaaa demet gara imomo mujeri

  • Zvinzwisa tsitsi

  • INDA UNOITA GARDEN BOY WAKE.SIZE INOKWANA.

  • hapana kuhwisa tsitsi apa akakonzeresa nhamo kuvanhu vamwe vakatourawa njere neurombo

  • Kwaaaaa.akange atokanda CV kare kikkkkk
    Uchada basa rei chombo iwe une upfumi kudaro humwe upfumi wakutodya nemastep daughter kikkkkk.aaaaa its funny or yaive disguise watoona kuti winter yaamuna December

  • Don’t

  • Wy munzwa mundove

  • Haagute mari akaita seyi

  • You mean offering to steal/loot more?????? Ngaagare kwaari ikoko kuchitova matsotsi.

  • Jesu anoregerera

  • ngatidze kuti sekuru wangu akafa sei muna April-you fool!!!!

  • Uuuum shame

  • Let him offer to work with Gumbura

  • Sad accident in Tsholotsho, may their souls rest in peace

  • U see now. So he can continue to loot? Idiot

  • “ lam away learning some hard lessons” hahahahahaha kokungoti ndiri kuremand ndakamirira kutongwa nenyaya dzangu dzehumbavha.😃😃😁

  • Kusvika wati eke.

  • kkk politics futi

  • saka madhara aya chaanoda zvigaro chete.

  • kupwanyira vanhu dzimba iwe une shuwa here

  • zimbavha torai zvese

  • Ummm anga achiri kungoda kuba, rimwe ishavi chairo

  • plead for forgiveness not to work.. Hell No

  • Haaaaa mbavha hatidzide mu new government,vanosswera vatidzidzisira vanhu kuba

  • Only the strong forgive

  • hurumende haibvumirwi kupinza munhu akambosungwa akarara kuchitokisi kunyangwe waipomerwa sorry try to change your name and age mr chombo as a way to get vaccance in government try to our neighber countries sometimes you will be luck 👮👮🤘🤘👋👋

  • stupid foolish person ngaazorore kuba kambwa kamugabe

  • He wants to surround him again 😅, shenanigans

  • Kkkkkkk

  • vachombo kuchena musoro kuchembera chibvai maramba makabaya kumudya ndigere plus neeconomy yenyu yama kuproducer yachembera haichaita

  • Even kuita garde boy. Why work when u hv lots of money

  • ndanzwa tsitsi ini, mutemo mutemo hawo hapana zvekuzviita asi ndasiririswa nababa ava

    • Taura hako zvinosirisa asi hapana yokutamba mhoswa inodya mwene wayo

    • Guys people are sleeping in the Que looking for money but someone have $10million in his house.ngaimbogaramo muchizarira

  • Maya padzai paza maden dzaishamisira ngadzimboitirwa chimero

  • To me it seems like there is a secret behind Chombo’s arrest

    • Wat cud t b?

    • Not quite sure but the fact that he is the only one being charged on corruption yet some of his colleagues are walking free makes me think there might be something else

    • This is Zanu mafia u are dealing with

    • Pakaipa

    • Ten million to hire n pay sniper and hit man nxaaaa ugoregererwa ipapa

    • Zvaakubuda manje kkkkkkkkkk

  • Serve your jail term only

  • Mbavha haiguti zvokwadi sure nema zimari awakaba unongoda kudzoka kuzoba futi. Haa bodo ndarikoniwa gororo iri . Ko tambo dzakadzvinya vana Masendeke dsakaraswa here dzipedzise uyu.

  • These CABALS are hard to believe

  • There is no better place than where he is now.Stay there bro.

  • Aaaa but 10miriyoni yakawanikwa mumba mako yaive yukuhaya ma mecenariesmHatidi.get away

  • akadya Mari dzeku tichishanda palocal gorvement haa ngaafiremo ko mhuri yangu yaakauraya nenzara mwari ngaave naye now l have almost 10 out of country bcz of him

  • Kkkkkkkkk. The law must take its course

  • chombo imbavha ngaafire mujeri

  • Well as Senior Correction Officer inhouse.

  • Tobva tadii paye tobva tavhura docket rekupanya kwenzimba

  • Enda unosakura kwaZvimba

  • Chombo hapana madhiri apa, kuenda Chete, prison is now your second home

  • Honest to Zimbabwe as a whole not to an individual. You forgot that u were working for the people that’s where you went wrong. Destruction of people s property is unforgivable. You are heartless. Were u not in Zimbabwe when people were building those houses only to wait till they finished building and you destroyed them. ?????????

  • Yaa samathanyela

  • Garwe harina tsitsi dzakadaro bamnini , our raletives died coz of yu vamwe neBP , stress , kushaya mishonga muzvipatara , road accidents ( poor roads ) iwe uchidya mari dzacho . Feel the pain now .

  • M very happy to see you dying nenzara , you were smiling wen we were crying but yu ddnt hear us .

  • Yaaaaa shooo you are perfectly working fo him kujeri ikoko.A FUNDI you are pliz impart knowledge to da innocent souls with yu deh who weh jailed for crimes dey dd not commit ukadaro chete mdhara Whitehead, Garwe richafara chaizvoooooo.I kno yu will be equal to da task given yo vast experience in da teaching fraternity.

  • First bring back all the corrupt gotten riches.

  • How about washing Mbare toilets Mr chombo

  • Wakandipwanyira imba yangu nanhasi andina kana imba but ndakunzwira tsitsi wena

  • Ko zvamaimbotizve ati haachada zve politics vanhu ve ZanuPf hamuna kwenyu

  • Haiwawo

  • No he shod be explary he took majorit for a ride he thnks everyone is a fool

  • No he shod be explary he took majorit for a ride he thnks everyone is a fool

  • No he shod be explary he took majorit for a ride he thnks everyone is a fool

  • You can still work ku Prison farm Gina haisi nyaya mabasa hobho.

  • You can still work ku Prison farm Gina haisi nyaya mabasa hobho.

  • You can still work ku Prison farm Gina haisi nyaya mabasa hobho.

  • Asking for protection

  • Asking for protection

  • Asking for protection

  • Mbavha iyi haitonyari yuwiii

  • Wakabatwa 2004 uchiita corruption but Bob akatsikatsika nyaya yako and hauna kuda kuchinja because waizviti uri untouchable ..musiwe coup ukano withdrawer ma $usa mubhengi kutorara wakatsamira mari vamwe vachinyimwa mari dzavo or pay dzavo ..unetsinye hauna basa nehupenyu hwevanhu firako kujeri mxxx

  • Asi akurasa njere

  • Bhanditi kutotsvaga basa, kutepfura ikoko, batai munhu varume.

  • Only if ngwena forgive u ha ha ha

  • Ngaatsve nemafuta ake,painzi majere haana kunaka mairamba chimbozvionai kuti next tym mugadzirise ,maidya mari nhasi hona pauri kkkk

  • Capacity yembavha

  • You should plead with the people whom their properties you destroyed and leave the President alone.

  • Reply; Ok Ignatius Chombo u cn work for me @ chikurubi maximum prison in your prison regalia preaching to other inmates the bad things u used to do so that they reform. By the way your verdict is 5 life sentences & 45 yrs of hard labour without parole

  • We suffered a lot tichirara pama bank tichinz no moni sure iwe wakaitsamira mumba mako ummmm ishamhu yamwari yavarikukurova nayo firai ikoko isu timbodyawo mari dzedu dzawaichengeta mumba mako

  • No room for thieves in the new government

  • hohodooo basa hobho kumunda iwe mbavha,badza remu Chikurubi rakagadzirirwa vakaita sewe.

  • S

  • Ah matiiii

  • Shame

  • Chombo must be burnt in hell, garwe rikumedze futi..

  • vanhu moshamisa mungasiririswa nemunhu one ko dzimba dzaaiputsira vamwe vakafa vamwe vakastroker vamwe izvozvi diagnosed chronic hypertension iko kubira nyika hako vachiita mazimari isu tichishaya kana 20 dolla zvayo mubank iye chombo kasukuwere jona chipanga anaxhwawo vachidya mhuri dzichikwira ndege pavanodira iwe ndege hautoizivi nekudisadvantageer nevanhu ivava moti hee kunzwa tsitsi nxaa HAMMANI PAMATANDA AKE ini hapana wandonzwira tsitsi vanhu ava havana moyo vanongozvifunga ivo pachavo macivil servants anotambura kubata cent chairo ivo homwe dzizere ngavafire zvivi zvavo.

  • Ko Wadii kunyorera your g40. Garwe siyana naye pamaimutuka maiti Zimbabwe ndiye mumba menzidza renyu. Gara ikoko kamusoro kachena kunge gararwe

  • How the mighty and rich have fallen😃😃😃😃

  • ngaagare ikoko mbavha hatichadi aifara vamwe tichikuvara nekushaya mari iye akaviga mari mumba

  • idiot nxaaaa.Gumbura is waiting for you with a Geisha soap in his hand

  • Mbavha hadzidiwe,his interest are to protect his past and I gotten riches

  • Muporofita wako akaporota kuti mdc ichadyiwa akadiko kukuudza kuti gamba ririkuya kuzotira nyika zvakare kkk very sorry my brother (shit happen)

  • White heared man still want work? Wat kind if malaria is he suffering from. Ngozi yeMurambatsvina yamuka

  • No way

  • Sacrificial lamb

  • Ube futi satanyoko

  • {h-h-o/?o-h-h}

    Chombo ngabuditswe mujere.