Zimbabwe News and Internet Radio

Chombo bail hearing postponed

A Zimbabwean court has postponed former finance minister Ignatius Chombo’s bail hearing to next Tuesday, state radio reported on Friday.

The High Court had been due to sit for the hearing on Friday.

Chombo, detained by the military before Robert Mugabe resigned as president, is accused of corruption, including trying to defraud the central bank in 2004.

His lawyer says Chombo will deny the allegations at his trial. Reuters

  • Where is Kuruneri?

    • He is sick umm stroke akutofamba ne wheelchair apera muchamuziva mukamuona

  • ngaabude January after holiday toda kutamba kismus mari dzedu dziri safe kubank

  • dudu muduri kacha chombo muduri kacha ,dai atombogaramo mozotonga nextyear muna januari hatidi zvekuzo disturbiwa moridzirana pfuti ,imbomurovai pasi petsoka areurure zvivi zvake zvese

  • so the army also controls the courts ..Zim is introuble indeed

  • Asi achakangopfeka suit nanhasi ????

  • Hmmmmmmm enjoy to be corrupted in prison thats what u applied

  • Ko tie nebhachi ndezveiko Iggy?pfeka chero work suit hazvina kumira mushe hama

  • hopefully the case won’t die a silent death

  • U Mean nyika kumawere kwayava yakaendeswa naChombo oga here?????l wonder ….

  • Nyangwe kunemi mose vepamsoro murikunze nhas,vandudzai mamimiriro nemararamiro emajeri nekuti ndirikuona murivasungwa mose mukushanduka kwezvinhu nguva nenguva.Kalife kemaboss kamajaira kuno kunze,kana mazokandwamo munopika kusiya Politics muchiuya kupraz kwangu kunotyora fodya kwaaaaaaa.mukangei

  • Chombo ndoda kuti mumushudhe nekarubber bnd j*nde rega rega .kanoita katoture aka

  • Justice + mercy i beg

  • Kutonga kwaro,mbava dzese mani ngazdisungwe,yaChombo yakundibowa

  • This guy is a political victim, nothing more nothing less..

  • Ngavamuise munaGumbura