fbpx
Zimbabwe News and Internet Radio

Memorable crazy quotes from Grace Mugabe

A compilation of some of the most bizarre rants by ousted First Lady Grace Mugabe.

Related Articles
1 of 245

1. Iwe Joji, Joji, hauna right yekumisidzana naMinister, you are too junior.
2. Munangagwa wajaira, wajaira Munangagwa.
3. Every day tinogara tichityityidzirwa naMutsvangwa kunzi Munangagwa ane support yemasoja, ngavauye vatipfure.
4.VaMugabe nyange vakafa nhasi he will rule from the grave.
5. Kasukuwere is not going anywhere.
6. Zvamunoona ndakadai nditoriwo mukaranga pandiri pano, Chivhu yakazodimburwa ichiiswa kuMash East later.
7. Munangawa chii, what is Munangagwa on this earth, munhu akatopiwavo basa nemurume wangu?
8. Fanika aka kamurume kanonzi Kaukonde ndakakamaka fani, kapedza vakadzi vevanhu kachingosekerera ende mazino akanaka.
9. Kazembe Kazembe huya pano mhanya, wanga wave kutozviona wave chairman ka

Comments