Stunning Fungisai on her way to the studio – PICTURE

33
9019

This is gospel diva Fungisai Zvakavapano Mashavave on her way to the studio to finish up on a project. The ‘Amai Ndakanaka’ hitmaker posted the picture to her 75 000 followers on social networking site Facebook on Monday.

Fungisai MashavaveFungisai recently broke from her gospel roots and is releasing Zimdancehall hit track after track. The singer has an upcoming show in the United Kingdom this month.

In January this year Fungisai shockingly revealed that she is not a gospel musician and never wanted to be labelled as such.

In fact, the artiste who recently collaborated with Zim dancehall chanter Killer T, on the hit song “Vanondibatirana” said, “I have been trying to untangle myself from this maze”.

“Problem yangu inenge yemakaradhi. Unogona kukwana kuma blacks wokwana futi kumavheti asi kwese usinganyatsotambirwa (my problem is like that of mixed race people.

They can fit in with both races yet they are not quite accepted). What do I mean? The church loves me so much … but they only want me for crusades where they want me to bring the house down with good danceable music to wow the crowds.

“When it comes to serious worship, they doubt me and they do not fully accept me. They do not think I’m spiritually there. They are like ‘but Fungisai was singing at Luciano’s gig last night wearing salt and pepper jeans – is she serious?’

And on the other hand secular musicians also have their reservations about me. They say ‘ndewechurch (she is a church person)’. In the end I do not quite fit in.” Nehanda Radio

  • gospel diva? AH IMI ITAI SRS

  • ok regai apedze

  • gospel chii. dakumukwatura

  • Handidi kusvotwa ini.

  • Uuuuh Mwari vanhu venyu vaya vatanga,,,pindirai Mwari

  • Shz beautiful

  • Kana wapedza ugouya kuinbox kwangu panezvirikutaurwa ndoda kuziva kuti ndizvo here ??

  • Akasiya whawha here uyu

  • JackM

    hehede, huuri…hayaas, zvakaoma. Igospel ipi inocompeta nanaNicki Minaj iyi?

  • Giroriya

  • ndinomuda Fungisai.hapanawo ane# dzake?

    • Garba Lawal

      taura neni mushe,unotozoimbwa pa next album

  • Oga must hear this.

  • Gospel chiiiiii kkkkkkk

  • Anechipo mwana uyu

  • toda makomborero hobho kugarika kunenge kudada #Giroria

  • KEEP IT UP FUNGISAI, WE NEED “GOSPEL” Musicians who are Uptown Date with latest Trends.

  • Amai ndakanaka ndokuti kudini nxaaa nziyo dzataiyimba kare tichitamba mahumbwe nxaaaa vannhu munoshaya zvekufarirawo

  • Amai vakanaka awo dambudziko riripazamu rinenge nwiwa nforakamedza magaro

  • Ndivo mapere avapfeka makushi ehwai mazozvionera moga ngwarirai kurumwa boyz dzangu

  • Rambai makashinga jealous is the freedom of fools

  • Akupenga uyu

  • Demon harikusiyi kana rakushandisa .Washoma waiziwa kungoimbawo asi anoita yese yese .Now akura ndopaawe kuzviratidza, kuimba kwachinjwa .
    She even used to fail perfect performance pashow ngemhamba sisi wangu uyu
    ÀMAI NDAKANAKA AMAI

  • Uka rwadziwa haupore

  • wezhira nezheve ne zhara

    Fungisai huya undiparidzirewo gospel rako kumba kwangu, tinokubatirana shuwa,

  • avatar

    Moyo wangu zvaunoda zvandinetsa, zvinochemera moyo wangu babaa doreveredzai kushoko renyu zvichirwadza, zvichirema kuitira mangwanaa usandiurayisaa

    • TD

      Amai ndinonaka

      • Ruramai

        Asi ma Boobs akazo no dzorwa size kkkkkkkk

  • fidza

    bronco ra Killer T rakati munhu arase ma bhaibheri nema annointing oil akati akuda zvenyika kkkk…

  • Ugly

  • TD

    Amai ndinonaka amai, heede anafungi mazozviziva machembera nhai

  • wezhira nezheve ne zhara

    But time time uri weChurch iwe ,