Stunning Elizabeth Tsvangirai in pictures

21
4276

Prime Minister Morgan Tsvangirai’s new wife Elizabeth Macheka is turning heads with her stunning looks and dress sense. In this picture gallery we look at the woman whose beauty the PM said stole his heart after three years of searching.

  • malcomX

    Lizy clinging to make sure Locardia does not snatch wangu Save. Wonderful pictures. atahere is real love between these two. Jealous down.

  • Stewart Nyamukondiwa

    haiwawo kunaka kunodyiwa here…..zvazoita nani kuti it’s beauty without brain plus husband yacho ugly without brain…….chinobuda hapana

  • Melo Muvingi

    Hahaha Godo mati madii? Mukadzi anogeza zvake uyu plus kufitwa.

  • Rodgers Chadenga

    Tavaona vane godo,chakanaka chakanaka utsi wenyama hautosvori,good simbi

  • Charles Tsoka

    Hanzi stunnning kupi kwacho kuda kungo tidyira mari dzedu

  • Victoria Sithole

    Vachine dzungu varegei

  • Virginia Lynn Ndikudze

    Wooooo ndapererwa nemasoko she is nice

  • Virginia Lynn Ndikudze

    dzungu rei kurwadziwa simbi isimbi chete

  • Marambanyika Tarirai

    ko venyu vakadini munongoshorawo haiwa nxa

  • Cuthbert Tivugari

    Ndovanonzi mai ava.Chete dzimwe mboyi dzingorutsa kutaura.Kusaziva kufa.Isu tinofamba nenguva.Izvi zvatopfuura vakomana nevasikana bhora mberi Tsvangirai.Zora Bata.

  • Chipo Furusa

    @Victoria dzora moyo shaa mai vakanaka ava

  • Victoria Sithole

    @chipo ok ndanyarara mukoma

  • Mudiwa Tadiwa

    I ilke she
    is stylish, she knws how to dress..akanaka hake ndatenda!!

  • Mudiwa Tadiwa

    Lol but ndibeauty n e beast!!kwakwakwa

  • Israel Chipere

    Whatever you may decide to call her.It won’t change anything.She is beautiful & she enjoys her life.

  • Cuthbert Tivugari

    Vavengi tavawona

  • Michael Mandaza

    She is cute…

  • Susy

    uri stunning zvedi

  • millie

    Mwana akanaka uyu, ndapa kutenda

  • tembo

    i think i like her style ane ka taste kake ega kana mukamuvenga ane taste and style

  • fido-fido

    haa mdara akazobura bango apa, mai ndizvo.pakanakwa veduwe, gugeza varume.