Wife pours boiling water on cheating husband

Posted on Sep 19 2012 - 3:57am by admin

A Chitungwiza man was seriously burnt and lost his facial skin after being scalded with water by his wife who accused him of infidelity.

Wife pours boiling water on cheating husband

Wife pours boiling water on cheating husband

Joice Muhambi (25) of Unit L in the same town will perform 420 hours of community service after being convicted on her own plea of guilty to assault charges. Muhambi appeared before Chitungwiza magistrate Ms Olivia Mariga.

Ms Mariga sentenced her to a 12-month wholly suspended prison term on condition she carries out the unpaid work at Seke 13 Primary School. Prosecutor Mr Felix Tawengwa proved that on September 11, Ranganai Kapfudzaruva (30) invited his sister to his place after he had a misunderstanding with Muhambi.

Muhambi was accusing Kapfudzaruva of having an affair. This was after Kapfudzaruva received a text message. Irked by her husband’s response, she took a pot with boiling water and poured it on Kapfudzaruva. The Herald

  • Abedinigo Ncube

    Ngaasungwe mkadzi uyu kuwuraya munhu

  • Tunga Kawaza

    Ehe asa hura futi.

  • Vengai Joshua Shadreck Moyo

    kukoniwa uku mukadzi ngaasungwe kuda kuuraya uku.

  • Albert Ngwanya

    This woman should have got a prison sentence of 2 years,iye murume wacho ngaamurambe,ndirini ndaimuuraya mukadzi uyu

  • Harmony Amos Chunjiza

    Ya iye achinyanyawo

  • Nadia Dahlia Gangat

    ah kuuraya,ho saka iye murume zvaari kuita haasi kuurayawo.akanzwa butter dai akatodira ari mafuta chaiyo.w r tokn of AIDS bt munhu anoramba achihura.pamberi nemvura nemafutaaaaaa.PAMBERI.

  • Blessing Nhemwa

    Anotyisa kugara naye mukadzi akadai.Mhondi

  • Tresa Dadi Kush Nolwazi

    Ya h got wat h deserv,bt again mwari anoti chivi hachitsihwi nechivi

  • Progress Mapfumo Masikini

    Yaaah ndozvavanoda vanhu vacho chihure ngachiregwe imi varume mumbori nenganiko cheating unofa motya kufa nemvura AIDs hamuityi.kkkk.

  • Caroline Muchochoma

    Gd it saves him right,dai akanyatso dira zvese zvakatsva,varume vanodherera,well done 2 ths woman.varume ndimi mega munozvitsvagira kuitwa zvakadai,itsvai chaizvo.

  • Abedinigo Ncube

    Kuhura kuriko nekuvakadzi saka hatikurudzire kupisana kana kuwuraya its better kusiyana nazvo kana wazvibata Hapana chaunobva kana ukasiyana naye pane kuzosungwa

  • Trevor Moyo

    Aaae ngaaiswe muchzarira kwemakore makumi mana namana.

  • Bertha Ruwadzano Musanhu

    Who is trying to kill who? The one who poured the boiling water or the one who hunts the streets for AIDS to pass on….Both are guilty, when the man gets out of hospital he must also do community work…

  • Tinashe Tawa

    Iright yake kuhura neyake kana asvotwa mukadzi ngaaone zvokuita nezinhu rake akanyarara.jere manje chaagona hapana.

  • Monica Mapiye Makochi

    Akawacha vanhu vanohura vanosemesa

  • Emmanuel J Matsiyana

    Tyler Perry Inspired!!

  • Luwi

    Ndoo kudini ikoko?kuuraya ndokuda munhu here? Plzy